TANTO WAVIE - MUDHIPISI (Official Music Lyrics)
Click here! To listen to MUDHIPISI on Audiomack
Tanto Wavie - (Intro)
Uri muduku zve iwe
Tinokuregerera nekuti uri wedu zve iwe
Asi siya kahunhu kako keku dhipisa
Nekuti zuva one ratichazoku kinditsa
(Chorus)
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisiii (x2)
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu haumbomunzwisisa
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisiii (x2)
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu haumbomunzwisisa
(1st Verse)
Kuda kunzi anoziva
Vamwe vese vakadzima
Pavanhu anoda kunzi akapenga akanyanya uyo
Achatamba ega hatitambe naye
Tomusiya arikwake ega achipengereka
Energy yake inoperera mukungotaura
Kuzviita ari busy anodhura
Kutodada kuita seanotsenga mvura
Vanhu vakadai nguva yehondo ndovaigurwa
Click Here! To listen to MUDHIPISI on YouTube
(BTC)
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisiii (x2)
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu haumbomunzwisisa
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisiii (x2)
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu haumbomunzwisisa
(2nd Verse)
Pfungwa dzake anongofunga zvakashata
Tiripakufara iye anongogaya zvakashata
Anoda sando apedza kudhipisa
Hanzi mukoma Tanto dai mandisimbisa
Kuda kuisa maDoubts
Kuda kuvhiringa round
Kuda kunditenderedza mumusoro kuzama kuvhiringa sound
Unomuona achilinka nevakakumaka
Mudhipisi uyuyu haana basa
(BTC)
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisiii (x2)
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu haumbomunzwisisa
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisiii (x2)
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana pake uyu haumbomunzwisisa
Iwe tanto. Usaisa gitare rako pose pose
#ForeverLitLyrics
#mudhipisi
#tantowavie
#sunguramuseve
#zimhiphop
@4ever_lit_lyrics
No comments:
Post a Comment